Muparidzi 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+ Mateu 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Uye musatya vaya vanouraya muviri vasingagoni kuuraya mweya;*+ asi ityai iye anogona kuparadza mweya nemuviri muGehena.*+
13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+
28 Uye musatya vaya vanouraya muviri vasingagoni kuuraya mweya;*+ asi ityai iye anogona kuparadza mweya nemuviri muGehena.*+