-
Dheuteronomi 31:16, 17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ona! Wava pedyo nekufa,* uye vanhu ava vachatanga kuita unzenza hwekunamata vamwe vanamwari vakavapoteredza munyika yavari kuenda.+ Vachandisiya+ votyora sungano yangu yandakaita navo.+ 17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+
-
-
Mika 3:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Panguva iyoyo vachashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,
Asi haazovapinduri.
-