Isaya 49:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Shevedzera nemufaro, iwe denga, uye fara kwazvo iwe nyika.+ Makomo ngaafare nekushevedzera kwemufaro.+ Nekuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+Uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+ Isaya 51:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Achanyaradza matongo aro ese,+Uye achaita kuti renje raro rive seEdheni+Uye gwenga raro rive semunda waJehovha.+ Kupembera nemufaro uye kufara zvichawanikwa mariri,Nekuonga nerwiyo runonakidza.+ 2 VaKorinde 1:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ Baba vengoni huru+ uye Mwari wekunyaradza kwese,+ 4 anotinyaradza* pamatambudziko edu ese,*+ kuti tikwanise kunyaradza vamwe+ pamatambudziko avo ese,* nekunyaradzwa kwatinoitwa naMwari.+
13 Shevedzera nemufaro, iwe denga, uye fara kwazvo iwe nyika.+ Makomo ngaafare nekushevedzera kwemufaro.+ Nekuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+Uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+
3 Nekuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Achanyaradza matongo aro ese,+Uye achaita kuti renje raro rive seEdheni+Uye gwenga raro rive semunda waJehovha.+ Kupembera nemufaro uye kufara zvichawanikwa mariri,Nekuonga nerwiyo runonakidza.+
3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ Baba vengoni huru+ uye Mwari wekunyaradza kwese,+ 4 anotinyaradza* pamatambudziko edu ese,*+ kuti tikwanise kunyaradza vamwe+ pamatambudziko avo ese,* nekunyaradzwa kwatinoitwa naMwari.+