Dheuteronomi 28:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Jehovha achaita kuti ukundwe pamberi pevavengi vako.+ Uchavarwisa uchibva kudivi rimwe chete, asi uchavatiza nemativi manomwe; umambo hwese hwepanyika huchatya pahuchaona zvakaipa zvinenge zvichiitika kwauri.+ Dheuteronomi 28:65 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 65 Hauzogadzikani kana kuwana nzvimbo yekuisa tsoka yako kuti izorore pakati pemarudzi iwayo.+ Jehovha achatoita kuti ugare uchizvidya mwoyo+ uye maziso ako anete uye uore mwoyo.+
25 Jehovha achaita kuti ukundwe pamberi pevavengi vako.+ Uchavarwisa uchibva kudivi rimwe chete, asi uchavatiza nemativi manomwe; umambo hwese hwepanyika huchatya pahuchaona zvakaipa zvinenge zvichiitika kwauri.+
65 Hauzogadzikani kana kuwana nzvimbo yekuisa tsoka yako kuti izorore pakati pemarudzi iwayo.+ Jehovha achatoita kuti ugare uchizvidya mwoyo+ uye maziso ako anete uye uore mwoyo.+