-
Dheuteronomi 21:22, 23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 “Kana munhu akaita chivi chakakodzera kutongerwa rufu ourayiwa,+ uye womuturika padanda,+ 23 chitunha chake hachifaniri kuramba chiri padanda usiku hwese.+ Asi unofanira kumuviga musi iwoyo, nekuti munhu akaturikwa chinhu chakatukwa naMwari,+ uye haufaniri kusvibisa nyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka yako.+
-