Eksodho 7:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi Farao haazokuteererei, uye ndicharwisa Ijipiti neruoko rwangu, ndobudisa mauto angu, vanhu vangu, ivo vaIsraeri, munyika yeIjipiti ndichishandisa mitongo mikuru.+ Eksodho 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye achavatevera, uye ndichaita kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ese;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Saka vaIsraeri vakaita saizvozvo. Isaya 37:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti umambo hwese hwepanyika huzive kuti imi mega ndimi Mwari, haiwa Jehovha.”+ Ezekieri 38:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uchauya kuzorwisa vanhu vangu vaIsraeri wakaita semakore akafukidza nyika. Mumazuva ekupedzisira* ndichaita kuti iwe Gogi uuye kuzorwisa nyika yangu,+ kuti marudzi andizive pandichazvitsvenesa nezvandichaita kwauri iwo akatarisa.”’+ Maraki 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi kubvira kumabvazuva kusvika kumavirira.+ Utsi hwezvibayiro huchapfungaidzwa munzvimbo dzese uye zita rangu richaunzirwa mipiro sechipo chakachena; nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi,”+ anodaro Jehovha wemauto.
4 Asi Farao haazokuteererei, uye ndicharwisa Ijipiti neruoko rwangu, ndobudisa mauto angu, vanhu vangu, ivo vaIsraeri, munyika yeIjipiti ndichishandisa mitongo mikuru.+
4 Ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye achavatevera, uye ndichaita kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ese;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Saka vaIsraeri vakaita saizvozvo.
20 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti umambo hwese hwepanyika huzive kuti imi mega ndimi Mwari, haiwa Jehovha.”+
16 Uchauya kuzorwisa vanhu vangu vaIsraeri wakaita semakore akafukidza nyika. Mumazuva ekupedzisira* ndichaita kuti iwe Gogi uuye kuzorwisa nyika yangu,+ kuti marudzi andizive pandichazvitsvenesa nezvandichaita kwauri iwo akatarisa.”’+
11 “Nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi kubvira kumabvazuva kusvika kumavirira.+ Utsi hwezvibayiro huchapfungaidzwa munzvimbo dzese uye zita rangu richaunzirwa mipiro sechipo chakachena; nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi,”+ anodaro Jehovha wemauto.