11 Vatungamiriri varo vanotonga kuti vawane chiokomuhomwe,+
Vapristi varo vanodzidzisa kuti vawane mubhadharo,+
Uye vaprofita varo vanofembera kuti vawane mari.+
Asi vanoti vanovimba naJehovha, vachiti:
“Handiti Jehovha anesu here?+
Hapana dambudziko richatiwira.”+