Pisarema 51:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Sikai mwoyo wakachena mandiri, haiwa Mwari,+Muise mafungiro matsva mandiri,+ asingazununguki. Jeremiya 32:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Ndichavapa mwoyo mumwe chete+ nenzira imwe chete kuti vagare vachinditya, zvovafambira zvakanaka ivo nevana vavo vanovatevera.+ Ezekieri 11:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ndichavapa mwoyo mumwe chete,+ uye ndichaisa mweya mutsva mavari;+ uye ndichabvisa mwoyo wedombo mumiviri yavo+ ndovapa mwoyo wenyama,*+ VaEfeso 4:23, 24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye munofanira kuramba muchiitwa vatsva pamafungiro enyu,+ 24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.
39 Ndichavapa mwoyo mumwe chete+ nenzira imwe chete kuti vagare vachinditya, zvovafambira zvakanaka ivo nevana vavo vanovatevera.+
19 Ndichavapa mwoyo mumwe chete,+ uye ndichaisa mweya mutsva mavari;+ uye ndichabvisa mwoyo wedombo mumiviri yavo+ ndovapa mwoyo wenyama,*+
23 Uye munofanira kuramba muchiitwa vatsva pamafungiro enyu,+ 24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.