RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 7:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 kusvikira Wemazuva Mazhinji+ asvika, akapa mutongo waitsigira vatsvene vaIye Mukurusa,+ uye nguva yakasarudzwa yekuti vatsvene vapiwe umambo yakasvika.+

  • Mateu 19:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Jesu akati kwavari: “Chokwadi ndinoti kwamuri, pachaitwa kuti zvinhu zvese zvive zvitsva, panogara Mwanakomana wemunhu pachigaro chake cheUmambo chinobwinya, imi makanditevera muchagarawo pazvigaro zveUmambo 12, muchitonga madzinza 12 aIsraeri.+

  • Ruka 22:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 uye ndinoita sungano nemi, saBaba vangu vakaita neni sungano yeumambo,+

  • Zvakazarurwa 20:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Uye ndakaona zvigaro zveumambo, uye vaya vakanga vakagara pazviri vakapiwa simba rekutonga. Chokwadi, ndakaona mweya* yevaya vakaurayirwa* kupupura nezvaJesu uye kutaura pamusoro paMwari, vakanga vasina kunamata chikara kana mufananidzo wacho kana kuiswa chiratidzo pahuma dzavo nepamaoko avo.+ Vakava vapenyu, vakatonga semadzimambo naKristu+ kwemakore 1 000.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe