Genesisi 28:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka Isaka akaita kuti Jakobho aende, uye Jakobho akasimuka akananga kuPadhani-aramu, kwaRabhani mwanakomana waBhetueri muAramu,+ hanzvadzi yaRibheka,+ amai vaJakobho naIsau. Dheuteronomi 26:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Unofanira kubva wazivisa pamberi paJehovha Mwari wako kuti, ‘Baba vangu vaiva muAramu+ aidzungaira,* uye vakaenda kuIjipiti+ vakagara ikoko semutorwa vaine vanhu vashomanana muimba yavo.+ Asi vari ikoko vakava rudzi rukuru, rune simba uye rune vanhu vazhinji.+
5 Saka Isaka akaita kuti Jakobho aende, uye Jakobho akasimuka akananga kuPadhani-aramu, kwaRabhani mwanakomana waBhetueri muAramu,+ hanzvadzi yaRibheka,+ amai vaJakobho naIsau.
5 Unofanira kubva wazivisa pamberi paJehovha Mwari wako kuti, ‘Baba vangu vaiva muAramu+ aidzungaira,* uye vakaenda kuIjipiti+ vakagara ikoko semutorwa vaine vanhu vashomanana muimba yavo.+ Asi vari ikoko vakava rudzi rukuru, rune simba uye rune vanhu vazhinji.+