Isaya 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Zvakaonekwa naIsaya*+ mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+ Hosiya 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kuna Hosiya* mwanakomana waBheeri mumazuva emadzimambo eJudha+ anoti, Uziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ uye mumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo weIsraeri.
1 Zvakaonekwa naIsaya*+ mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+
1 Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kuna Hosiya* mwanakomana waBheeri mumazuva emadzimambo eJudha+ anoti, Uziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ uye mumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo weIsraeri.