Eksodho 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha murwi ane simba.+ Jehovha ndiro zita rake.+ 2 Makoronike 20:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akati: “Inzwai, imi vaJudha vese nemi vagari vemuJerusarema naMambo Jehoshafati! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuvhundutswa neboka iri guru revanhu, nekuti kurwa hakusi kwenyu, asi ndekwaMwari.+
15 Akati: “Inzwai, imi vaJudha vese nemi vagari vemuJerusarema naMambo Jehoshafati! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuvhundutswa neboka iri guru revanhu, nekuti kurwa hakusi kwenyu, asi ndekwaMwari.+