Numeri 30:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Kana murume akapika+ kuna Jehovha achivimbisa chimwe chinhu kana kuti akapika+ iye pachake kuti acharega chimwe chinhu, haafaniri kurega kuita zvaanenge ataura.+ Anofanira kuita zvese zvaakapika kuti achaita.+ Dheuteronomi 23:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Kana ukaita mhiko kuna Jehovha Mwari wako,+ usanonoka kuiripa.+ Nekuti Jehovha Mwari wako anotoda kuti uiripe; ukasadaro, unenge waita chivi.+ Muparidzi 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+
2 Kana murume akapika+ kuna Jehovha achivimbisa chimwe chinhu kana kuti akapika+ iye pachake kuti acharega chimwe chinhu, haafaniri kurega kuita zvaanenge ataura.+ Anofanira kuita zvese zvaakapika kuti achaita.+
21 “Kana ukaita mhiko kuna Jehovha Mwari wako,+ usanonoka kuiripa.+ Nekuti Jehovha Mwari wako anotoda kuti uiripe; ukasadaro, unenge waita chivi.+
4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+