Mateu 26:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Akaendazve, kechipiri, akanyengetera achiti: “Baba, kana zvisingaiti kuti ipfuure ndisina kuinwa, kuda kwenyu ngakuitwe.”+ 1 Timoti 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi. Zvakazarurwa 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Jehovha,* Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nekuremekedzwa+ nesimba,+ nekuti makasika zvinhu zvese,+ uye nekuda kwenyu zvakavapo uye zvakasikwa.”
42 Akaendazve, kechipiri, akanyengetera achiti: “Baba, kana zvisingaiti kuti ipfuure ndisina kuinwa, kuda kwenyu ngakuitwe.”+
4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.
11 “Jehovha,* Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nekuremekedzwa+ nesimba,+ nekuti makasika zvinhu zvese,+ uye nekuda kwenyu zvakavapo uye zvakasikwa.”