Zvakazarurwa 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndakanzwa zvisikwa zvese zviri kudenga nepanyika nepasi penyika+ nemugungwa, zvese zvazvo, zvichiti: “Kurumbidzwa nekukudzwa+ nekubwinya nesimba ngazvive kuna iye agere pachigaro cheumambo+ nekuGwayana+ nariini nariini.”+ Zvakazarurwa 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 dzichiti: “Ameni! Kurumbidzwa nekukudzwa neuchenjeri nekuonga nekuremekedzwa nemasimba nesimba ngazvive kuna Mwari wedu nariini nariini.+ Ameni.” Zvakazarurwa 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+ Zvakazarurwa 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti: “Ruponeso+ nesimba neUmambo hwaMwari wedu+ nesimba raKristu wake zvazouya, nekuti anopomera hama dzedu akandwa pasi, iye anodzipomera siku nesikati pamberi paMwari wedu!+
13 Ndakanzwa zvisikwa zvese zviri kudenga nepanyika nepasi penyika+ nemugungwa, zvese zvazvo, zvichiti: “Kurumbidzwa nekukudzwa+ nekubwinya nesimba ngazvive kuna iye agere pachigaro cheumambo+ nekuGwayana+ nariini nariini.”+
12 dzichiti: “Ameni! Kurumbidzwa nekukudzwa neuchenjeri nekuonga nekuremekedzwa nemasimba nesimba ngazvive kuna Mwari wedu nariini nariini.+ Ameni.”
17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+
10 Ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti: “Ruponeso+ nesimba neUmambo hwaMwari wedu+ nesimba raKristu wake zvazouya, nekuti anopomera hama dzedu akandwa pasi, iye anodzipomera siku nesikati pamberi paMwari wedu!+