Mateu 5:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka nemiwo, chiedza chenyu ngachivheneke pamberi pevanhu,+ kuti vaone mabasa enyu akanaka,+ vokudza Baba venyu vari kudenga.+ Zvakazarurwa 14:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Yaiti nenzwi guru: “Ityai Mwari mumukudze, nekuti nguva* yekuti atonge vanhu yasvika,+ saka namatai iye akasika denga nenyika negungwa+ nezvitubu zvemvura.”
16 Saka nemiwo, chiedza chenyu ngachivheneke pamberi pevanhu,+ kuti vaone mabasa enyu akanaka,+ vokudza Baba venyu vari kudenga.+
7 Yaiti nenzwi guru: “Ityai Mwari mumukudze, nekuti nguva* yekuti atonge vanhu yasvika,+ saka namatai iye akasika denga nenyika negungwa+ nezvitubu zvemvura.”