Pisarema 55:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Kanda mutoro wako pana Jehovha,+Iye achakutsigira.+ Haazombobvumiri munhu akarurama kuti adonhe.*+ VaFiripi 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+ 1 Petro 5:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+
22 Kanda mutoro wako pana Jehovha,+Iye achakutsigira.+ Haazombobvumiri munhu akarurama kuti adonhe.*+
6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+
6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+