Mateu 24:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+
9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+