RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 8:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Nekuti munhu wese anoda kuponesa upenyu hwake* acharasikirwa nahwo, asi munhu wese anorasikirwa neupenyu hwake* nekuda kwangu uye nekuda kwemashoko akanaka achahuchengetedza.+

  • Ruka 9:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Nekuti munhu wese anoda kuponesa upenyu hwake* acharasikirwa nahwo, asi munhu wese anorasikirwa neupenyu hwake* nekuda kwangu ndiye achahuponesa.+

  • Ruka 17:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Munhu wese anoedza kuchengetedza upenyu hwake* acharasikirwa nahwo, asi munhu wese anorasikirwa nahwo achahuchengetedza.+

  • Johani 12:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Munhu wese anoda upenyu hwake* anohuparadza, asi munhu wese anovenga upenyu hwake*+ munyika ino achahuchengetedza kuti awane upenyu husingaperi.+

  • Zvakazarurwa 12:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vakamukunda+ neropa reGwayana+ uye neshoko ravaipupura,+ uye havana kukoshesa mweya yavo*+ kunyange pavainangana nerufu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe