RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Asi muchagamuchira simba pachauya mweya mutsvene pamusoro penyu,+ uye muchava zvapupu zvangu+ muJerusarema,+ muJudhiya mese nemuSamariya,+ uye kusvikira kunzvimbo dziri kure dzenyika.”*+

  • 2 Timoti 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Saka usanyara kupupura pamusoro paIshe wedu,+ kana kuti pangu ini, musungwa nekuda kwake, asi bvuma kutambudzikira+ mashoko akanaka uchivimba nesimba raMwari.+

  • Zvakazarurwa 1:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Ini Johani, hama yenyu inotambudzika pamwe chete nemi,+ uye inogoverana nemi muumambo+ nepakutsungirira+ pamwe chete naJesu,+ ndaiva pachitsuwa chinonzi Patmosi nemhaka yekutaura nezvaMwari uye kupupura nezvaJesu.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe