Johani 18:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Vakabva vabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Iye zvino kwakanga kwava kuchena. Asi ivo pachavo havana kupinda mumuzinda magavhuna, kuti vasasvibiswa,+ vazokwanisa kudya Paseka. Mabasa 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Akati kwavari: “Munonyatsoziva kuti Mutemo haubvumiri kuti muJudha adyidzane nemunhu werumwe rudzi+ kana kuti aende kwaari, asi Mwari akandiratidza kuti hapana munhu wandinofanira kuti akasviba kana kuti haana kuchena.+ Mabasa 11:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka Petro paakasvika kuJerusarema, vanhu vaitsigira nyaya yekuchecheudzwa+ vakatanga kumutsoropodza,* 3 vachiti: “Wakapinda mumba mevanhu vasina kuchecheudzwa ukadya navo.”
28 Vakabva vabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Iye zvino kwakanga kwava kuchena. Asi ivo pachavo havana kupinda mumuzinda magavhuna, kuti vasasvibiswa,+ vazokwanisa kudya Paseka.
28 Akati kwavari: “Munonyatsoziva kuti Mutemo haubvumiri kuti muJudha adyidzane nemunhu werumwe rudzi+ kana kuti aende kwaari, asi Mwari akandiratidza kuti hapana munhu wandinofanira kuti akasviba kana kuti haana kuchena.+
2 Saka Petro paakasvika kuJerusarema, vanhu vaitsigira nyaya yekuchecheudzwa+ vakatanga kumutsoropodza,* 3 vachiti: “Wakapinda mumba mevanhu vasina kuchecheudzwa ukadya navo.”