-
Mateu 26:31-33Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 Jesu akabva ati kwavari: “Mese muchandisiya* pamusana pezvichaitika kwandiri usiku huno, nekuti zvakanyorwa kuti: ‘Ndicharova mufudzi, uye makwai achapararira.’+ 32 Asi kana ndamutswa, ndichafanotungamira kuGarireya.”+ 33 Asi Petro akamupindura achiti: “Kunyange vamwe vese vakakusiyai* pamusana pezvichaitika kwamuri, ini handifi ndakakusiyai!”*+
-