1 Samueri 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza vakoma vake varipo. Mweya waJehovha wakatanga kupa Dhavhidhi simba kubva pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+ 1 Samueri 17:58 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 58 Sauro akabva ati kwaari: “Mukomana, uri mwanakomana waani?” Dhavhidhi achibva ati: “Ndiri mwanakomana wemuranda wenyu Jese+ wekuBhetrehema.”+ Mateu 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jese akabereka Mambo Dhavhidhi.+ Dhavhidhi nemudzimai waUriya vakabereka Soromoni;+
13 Saka Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza vakoma vake varipo. Mweya waJehovha wakatanga kupa Dhavhidhi simba kubva pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+
58 Sauro akabva ati kwaari: “Mukomana, uri mwanakomana waani?” Dhavhidhi achibva ati: “Ndiri mwanakomana wemuranda wenyu Jese+ wekuBhetrehema.”+