-
1 Timoti 6:17-19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Rayira vaya vakapfuma munyika ino* kuti varege kuzvikudza, uye kuti vasaise tariro yavo papfuma inogona kungoparara,+ asi pana Mwari, uyo anotipa zvinhu zvese zvinotifadza.+ 18 Vaudze kuti vaite zvakanaka, vapfume pamabasa akanaka, vasanyima, vapewo vamwe zvavainazvo,+ 19 vozvichengetera pfuma isingaparare, inova faundesheni yakanaka yeramangwana,+ kuti vabatisise upenyu chaihwo.+
-