RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 6:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Umambo hwenyu+ ngahuuye. Kuda kwenyu+ ngakuitwe, panyika, sekudenga.+

  • Mateu 26:39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 Uye akaenda mberi zvishoma ndokugwadama, akanyengetera achiti:+ “Baba, kana zvichiita, kapu+ iyi ngaindipfuure. Asi, ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”+

  • Mako 14:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 Uye akati: “Abha,* Baba,+ zvinhu zvese zvinobvira kwamuri; bvisai kapu iyi kwandiri. Asi ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”+

  • Johani 5:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Handikwanisi kuita chinhu chandinozvitangira ndega. Ndinotonga sekunzwa kwandinenge ndaita, uye mutongo wangu wakarurama+ nekuti handitsvagi kuda kwangu, asi kuda kwaiye akandituma.+

  • Johani 6:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 nekuti ndakabva kudenga+ kuzoita kuda kwaiye akandituma, kwete kuda kwangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe