RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 1:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Achabereka mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Jesu,*+ nekuti achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.”+

  • Johani 1:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+

  • 1 Timoti 1:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Shoko iri nderechokwadi uye rinofanira kubvumwa zvakakwana: Kristu Jesu akauya panyika kuzoponesa vatadzi.+ Ini ndini mutadzi mukuru pavari vese.+

  • 1 Johani 4:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Uyewo, isu pachedu takaona uye tiri kupupura kuti Baba vakatuma Mwanakomana wavo kuti ave muponesi wenyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe