Ruka 5:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi kuti vapfidze zvivi zvavo.”+ 2 VaKorinde 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 hwekuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri zvitadzo zvavo,+ uye akatipa shoko rekuti tizivise nezvekuyananiswa.+ 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
19 hwekuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri zvitadzo zvavo,+ uye akatipa shoko rekuti tizivise nezvekuyananiswa.+
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+