Ruka 2:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 nekuti maziso angu aona nzira yenyu yekuponesa nayo+ Johani 1:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+ Mabasa 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nekuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa vanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+ Mabasa 5:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+ VaEfeso 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari. VaHebheru 7:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Saka anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari nekwaari, nekuti anogara ari mupenyu achiteterera kuna Mwari achivamiririra.+ 1 Petro 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Iye akatakura zvivi zvedu+ mumuviri wake padanda,*+ kuti tisunungurwe pazvivi,* toraramira kururama. Uye “maronda ake akaita kuti muporeswe.”+
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+
12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nekuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa vanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+
31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+
7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari.
25 Saka anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari nekwaari, nekuti anogara ari mupenyu achiteterera kuna Mwari achivamiririra.+
24 Iye akatakura zvivi zvedu+ mumuviri wake padanda,*+ kuti tisunungurwe pazvivi,* toraramira kururama. Uye “maronda ake akaita kuti muporeswe.”+