RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 11:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Mapofu ava kuona,+ vanokamhina vava kufamba zvakanaka, vane maperembudzi+ vari kucheneswa uye matsi dzava kunzwa, vakafa vari kumutswa, uye varombo vari kuudzwa mashoko akanaka.+

  • Johani 3:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Iyeyu akauya kwaari usiku,+ akati: “Rabhi,+ tinoziva kuti imi makabva kuna Mwari semudzidzisi, nekuti hapana anokwanisa kuita zviratidzo izvi+ zvamunoita kunze kwekunge Mwari ainaye.”+

  • Johani 7:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Kunyange zvakadaro, vanhu vakawanda vakatenda maari,+ uye vaiti: “Kristu paanouya, angazoita zviratidzo zvinopfuura zvaitwa nemunhu uyu here?”

  • Johani 10:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Jesu akavapindura kuti: “Ndakakuudzai, asi hamutendi. Mabasa andiri kuita muzita raBaba vangu ndiwo anondipupurira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe