RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 8:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Jehovha akandisika kuti ndive kutanga kwenzira yake,+

      Wekutangatanga pamabasa ake ekare kare.+

  • Johani 17:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Saka iye zvino Baba, ndikudzei parutivi rwenyu nekukudzwa kwandaiva nako parutivi rwenyu nyika isati yavapo.+

  • VaFiripi 2:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+

  • VaKorose 1:15-17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Iye ndiye mufananidzo waMwari asingaoneki,+ dangwe rezvisikwa zvese;+ 16 nekuti pachishandiswa iye zvimwe zvinhu zvese zvakasikwa kudenga nepanyika, zvinhu zvinooneka nezvinhu zvisingaoneki,+ zvingava zvigaro zveumambo kana ushe kana hurumende kana vanhu vane masimba. Zvimwe zvinhu zvese zvakasikwa pachishandiswa iye+ uye zvakasikirwa iye. 17 Uyewo, akavapo zvimwe zvinhu zvese zvisati zvavapo,+ uye zvimwe zvinhu zvese zvakavapo pachishandiswa iye,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe