Ruka 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Iye akabva ati kwavari: “Ndiri kuona Satani atodonha+ achibva kudenga semheni. Zvakazarurwa 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka dhiragoni huru+ yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ uyo ari kutsausa nyika yese;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.
9 Saka dhiragoni huru+ yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ uyo ari kutsausa nyika yese;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.