1 VaKorinde 6:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vamwe venyu ndizvo zvamakanga makaita. Asi makagezwa mukachena;+ makatsveneswa;+ makanzi makarurama+ muzita raShe wedu Jesu Kristu uye nemweya waMwari wedu. VaEfeso 5:25, 26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Varume, rambai muchida madzimai enyu,+ sekuda kwakaita Kristu ungano, akazvipira kuifira,+ 26 kuti aitsvenese, achiichenesa nekuigeza nemvura achishandisa shoko,+ Tito 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 (kwete nekuti tine mabasa akarurama atakanga taita,+ asi pamusana petsitsi dzake),+ akatiponesa nekutigeza tikava vapenyu+ uye nekuita kuti tive vatsva kuburikidza nemweya mutsvene.+ VaHebheru 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo wese nekutenda kwakakwana, sezvo mwoyo yedu yakasaswa ikachena kuti tisava nehana yakaipa,+ miviri yedu ikagezwa nemvura yakachena.+
11 Vamwe venyu ndizvo zvamakanga makaita. Asi makagezwa mukachena;+ makatsveneswa;+ makanzi makarurama+ muzita raShe wedu Jesu Kristu uye nemweya waMwari wedu.
25 Varume, rambai muchida madzimai enyu,+ sekuda kwakaita Kristu ungano, akazvipira kuifira,+ 26 kuti aitsvenese, achiichenesa nekuigeza nemvura achishandisa shoko,+
5 (kwete nekuti tine mabasa akarurama atakanga taita,+ asi pamusana petsitsi dzake),+ akatiponesa nekutigeza tikava vapenyu+ uye nekuita kuti tive vatsva kuburikidza nemweya mutsvene.+
22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo wese nekutenda kwakakwana, sezvo mwoyo yedu yakasaswa ikachena kuti tisava nehana yakaipa,+ miviri yedu ikagezwa nemvura yakachena.+