RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 110:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 110 Jehovha akati kuna Ishe wangu:

      “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+

      Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+

  • Ruka 20:42, 43
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 Nekuti Dhavhidhi anoti mubhuku reMapisarema, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi 43 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+

  • 1 VaKorinde 15:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Nekuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vese pasi petsoka dzake.+

  • VaHebheru 10:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Asi murume uyu akapa chibayiro chezvivi chimwe chete zvikabva zvakwana, ndokugara kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe