Genesisi 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akatenda muna Jehovha,+ akanzi akarurama.+ Jakobho 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+
23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+