VaKorose 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+ VaHebheru 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti tinobatana naKristu pane zvaari kuita, ndokunge chete tabatisisa kusvikira kumagumo chivimbo chataiva nacho pakutanga.+ 2 Petro 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka imi vadiwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvichaitika, ngwarirai kuti musatsauswa nedzidziso dzenhema dzevanhu ivavo vasingateereri mutemo, mozununguswa pakutenda kwenyu.+
23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+
14 Nekuti tinobatana naKristu pane zvaari kuita, ndokunge chete tabatisisa kusvikira kumagumo chivimbo chataiva nacho pakutanga.+
17 Saka imi vadiwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvichaitika, ngwarirai kuti musatsauswa nedzidziso dzenhema dzevanhu ivavo vasingateereri mutemo, mozununguswa pakutenda kwenyu.+