RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 43:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Ndichati kuchamhembe, ‘Varegedze!’+

      Uye kumaodzanyemba, ‘Usavadzivisa.

      Uyai nevanakomana vangu kubva kure, uye vanasikana vangu kubva kumigumo yenyika,+

  • Hosiya 1:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “VaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingayereki kana kuverengeka.+ Munzvimbo yavakambonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+

  • Johani 1:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Asi akapa vese vakamugamuchira kodzero yekuva vana vaMwari,+ nekuti vaitenda muzita rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe