Ruka 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene* zveUmambo hwaMwari, asi vamwe vese vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuitira kuti kunyange vachitarisa, vanotarisa pasina, uye kunyange vachinzwa, havabati zviri kutaurwa.+ 1 VaKorinde 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzwa, hwakagara hwaitwa kuti huvepo naMwari nyika ino yakaipa isati yavapo, kuti isu tikudzwe.
10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene* zveUmambo hwaMwari, asi vamwe vese vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuitira kuti kunyange vachitarisa, vanotarisa pasina, uye kunyange vachinzwa, havabati zviri kutaurwa.+
7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzwa, hwakagara hwaitwa kuti huvepo naMwari nyika ino yakaipa isati yavapo, kuti isu tikudzwe.