Isaya 11:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Achatonga vakaderera zvakanaka,*Uye achatsiura nekururama achiitira vanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yemuromo wake+Uye achauraya munhu akaipa nemweya wekufema* wemuromo wake.+ Zvakazarurwa 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+
4 Achatonga vakaderera zvakanaka,*Uye achatsiura nekururama achiitira vanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yemuromo wake+Uye achauraya munhu akaipa nemweya wekufema* wemuromo wake.+
15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+