Zvakazarurwa 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi Gwayana richaakunda+ nekuti iro ndiShe wemadzishe+ naMambo wemadzimambo. Uye vaya vari pamwe naye vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka, vachakundawo.”+ Zvakazarurwa 19:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Panguo yake yekunze, ipo pachidya chake, pakanyorwa zita rekuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+
14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi Gwayana richaakunda+ nekuti iro ndiShe wemadzishe+ naMambo wemadzimambo. Uye vaya vari pamwe naye vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka, vachakundawo.”+
16 Panguo yake yekunze, ipo pachidya chake, pakanyorwa zita rekuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+