RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 20:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Zvichengetedzei imi,+ pamwe neboka rese remakwai ramakagadzwa pakati paro nemweya mutsvene kuti muve vatariri varo,+ kuti mufudze ungano yaMwari,+ yaakatenga neropa reMwanakomana wake.+

  • Mabasa 20:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Ndakakuratidzai muzvinhu zvese kuti kana muchishanda nesimba saizvozvo,+ munofanira kubatsira vaya vasina simba uye kuyeuka mashoko aShe Jesu, paakati: ‘Kupa kune mufaro+ kupfuura kugamuchira.’”

  • 1 Petro 5:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Fudzai boka raMwari+ riri mumaoko enyu, muchishanda sevatariri,* musingaiti zvekumanikidzwa asi zvichibva pamwoyo sezvinodiwa naMwari;+ musingazviiti nekuda pfuma,+ asi nemwoyo wese;

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe