Dheuteronomi 34:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Pashure paizvozvo, Mozisi muranda waJehovha akafira imomo munyika yeMoabhi sezvakanga zvataurwa naJehovha.+ 6 Akamuviga mubani, munyika yeMoabhi pakatarisana neBheti-peori, uye hapana anoziva pane guva rake kusvikira nhasi.+
5 Pashure paizvozvo, Mozisi muranda waJehovha akafira imomo munyika yeMoabhi sezvakanga zvataurwa naJehovha.+ 6 Akamuviga mubani, munyika yeMoabhi pakatarisana neBheti-peori, uye hapana anoziva pane guva rake kusvikira nhasi.+