RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 14:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 “‘“Ini, Jehovha, ndataura. Izvi ndizvo zvandichaitira ungano yese iyi yakaipa, vaya vakaungana vachipikisana neni: Vachaperera murenje rino, uye vachafira muno.+

  • 1 VaKorinde 10:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Hama, ndinoda kuti muzive kuti madzitateguru edu ese akanga ari pasi pegore+ uye ese akapfuura nemugungwa+

  • 1 VaKorinde 10:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Kunyange zvakadaro, Mwari haana kufadzwa nevakawanda vavo, saka vakaurayiwa murenje.+

  • VaHebheru 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Nekuti ndivanaani vakanzwa asi vakaita kuti ashatirwe zvikuru? Havasi vese vaya vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMozisi here?+

  • VaHebheru 3:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Saka tiri kuona kuti vakatadza kupinda nekuti vaisava nekutenda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe