-
Zvakazarurwa 21:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Raiva nerusvingo rwakakura uye rwakareba, nemagedhi 12, uye pamagedhi acho paiva nengirozi 12, uye pakanga pakanyorwa mazita emadzinza 12 evanakomana vaIsraeri.
-