1 VaKorinde 5:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi iye zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nemunhu wese anonzi hama iye ari mhombwe* kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo.+ Murege kunyange kudya nemunhu akadaro. VaGaratiya 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mabasa enyama anonyatsooneka, uye ndeaya: upombwe,*+ kusachena, tsika dzakafumuka,*+ VaEfeso 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti imi munonyatsozviziva kuti hapana mhombwe*+ kana munhu asina kuchena kana munhu ane makaro,+ izvo zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori, ane nhaka muUmambo hwaKristu nehwaMwari.+
11 Asi iye zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nemunhu wese anonzi hama iye ari mhombwe* kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo.+ Murege kunyange kudya nemunhu akadaro.
5 Nekuti imi munonyatsozviziva kuti hapana mhombwe*+ kana munhu asina kuchena kana munhu ane makaro,+ izvo zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori, ane nhaka muUmambo hwaKristu nehwaMwari.+