Zvakazarurwa 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mukadzi wacho akasununguka mwanakomana,+ munhurume, uyo achafudza marudzi ese netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akabva angoendeswa kuna Mwari nekuchigaro chake cheumambo. Zvakazarurwa 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+
5 Mukadzi wacho akasununguka mwanakomana,+ munhurume, uyo achafudza marudzi ese netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akabva angoendeswa kuna Mwari nekuchigaro chake cheumambo.
15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+