RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaTesaronika 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaTesaronika

      • Rambai muchinyengetera (1-5)

      • Kuyambira vanhu vanozvibata zvisina kukodzera (6-15)

      • Kwaziso yekupedzisira (16-18)

2 VaTesaronika 3:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:30; 1VaT 5:25; VaH 13:18
  • +Mab 19:20; 1VaT 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shoko raJehovha Rinoramba Richifamba Nokukurumidza (1976-1992)

    jv chits. 9

    “Musaneta Kuita Zvakarurama”

    w91 1/15 p. 23

2 VaTesaronika 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 25:4
  • +Mab 28:24; VaR 10:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Une Kutenda Here?

    w24.06 p. 32

    4 Tsvaka Mhinduro

    w09 5/1 p. 8

    Kutenda kwechiKristu Kuchaedzwa

    w98 5/15 p. 10

2 VaTesaronika 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 5:3
  • +Ru 21:19; VaR 5:3

2 VaTesaronika 3:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “netsika.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “yavakagamuchira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:14
  • +1VaK 11:2; 2VaT 2:15; 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w24.08 p. 7

2 VaTesaronika 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:16; 1VaT 1:6

2 VaTesaronika 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:34
  • +Mab 18:3; 1VaK 9:14, 15; 2VaK 11:9; 1VaT 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pane Nguva Yekushanda Neyekuzorora

    w19.12 p. 5 ndim. 12

2 VaTesaronika 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:9, 10; 1VaK 9:6, 7
  • +1VaK 11:1; VaF 3:17

2 VaTesaronika 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:11, 12; 1Ti 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Dzivisa Mutsa Usakarurama

    km 2/94 p. 7 ndim. 2

2 VaTesaronika 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:14
  • +1Ti 5:13; 1Pe 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w24.08 p. 7

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 53—2 VaTesaronika

    si p. 232 ndim. 3

2 VaTesaronika 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:28

2 VaTesaronika 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w24.08 p. 7

    Kuita Kuti Ungano Irambe Iine Rugare Uye Yakachena

    od chits. 14

    Takarongwa Maererano Nezviri muBhuku raMwari

    w16.11 p. 12 ndim. 13

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w99 7/15 pp. 29-31

2 VaTesaronika 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Takarongwa Maererano Nezviri muBhuku raMwari

    w16.11 p. 12 ndim. 13

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w99 7/15 pp. 30-31

2 VaTesaronika 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:27

2 VaTesaronika 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:21; VaK 4:18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaT. 3:1VaR 15:30; 1VaT 5:25; VaH 13:18
2 VaT. 3:1Mab 19:20; 1VaT 1:8
2 VaT. 3:2Isa 25:4
2 VaT. 3:2Mab 28:24; VaR 10:16
2 VaT. 3:51Jo 5:3
2 VaT. 3:5Ru 21:19; VaR 5:3
2 VaT. 3:61VaT 5:14
2 VaT. 3:61VaK 11:2; 2VaT 2:15; 3:14
2 VaT. 3:71VaK 4:16; 1VaT 1:6
2 VaT. 3:8Mab 20:34
2 VaT. 3:8Mab 18:3; 1VaK 9:14, 15; 2VaK 11:9; 1VaT 2:9
2 VaT. 3:9Mt 10:9, 10; 1VaK 9:6, 7
2 VaT. 3:91VaK 11:1; VaF 3:17
2 VaT. 3:101VaT 4:11, 12; 1Ti 5:8
2 VaT. 3:111VaT 5:14
2 VaT. 3:111Ti 5:13; 1Pe 4:15
2 VaT. 3:12VaE 4:28
2 VaT. 3:142VaT 3:6
2 VaT. 3:151VaT 5:14
2 VaT. 3:16Joh 14:27
2 VaT. 3:171VaK 16:21; VaK 4:18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaTesaronika 3:1-18

Tsamba Yechipiri kuvaTesaronika

3 Hama dzangu, regai ndipedzise ndichiti, rambai muchitinyengeterera+ kuti shoko raJehovha* rirambe richipararira nekukurumidza+ uye richikudzwa, sezvariri kuitwa pakati penyu, 2 uye kuti tinunurwe pavanhu vanotikanganisa uye vakaipa,+ nekuti havasi vanhu vese vane kutenda.+ 3 Asi Ishe akatendeka, uye achakusimbisai, okudzivirirai pane akaipa. 4 Zvakare, tinovimba nemi munaShe, kuti muri kuita zvinhu zvatakakurayirai uye mucharamba muchizviita. 5 Ishe ngaarambe achitungamirira mwoyo yenyu zvakanaka, kuti mude Mwari+ uye kuti mutsungirire+ nekuda kwaKristu.

6 Iye zvino hama, tiri kukupai mirayiro muzita raShe wedu Jesu Kristu, kuti musiyane nehama inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani nemirayiro* yamakagamuchira* kwatiri.+ 7 Nekuti imi pachenyu munoziva kuti munofanira kutitevedzera sei,+ nekuti hatina kuzvibata zvisina kukodzera pakati penyu, 8 uyewo hatina kudya zvekudya zvemumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi taishanda, tichifondoka siku nesikati, kuti pasava nemumwe wenyu watinoremedza.+ 9 Hakusi kuti hatibvumirwi kuwana zvinhu kwamuri,+ asi taida kuti mutevedzere muenzaniso wedu.+ 10 Ndingatoti pataiva nemi, taigara tichikuudzai kuti: “Kana munhu asingadi kushanda, ngaaregewo kudya.”+ 11 Nekuti tiri kunzwa kuti kune vamwe vari kufamba zvisina kukodzera pakati penyu,+ vasingamboshandi asi vachipindira munyaya dzisinei navo.+ 12 Vanhu vakadaro tiri kuvaudza uye tiri kuvakurudzira munaShe Jesu Kristu, kuti vanofanira kushanda vakanyarara vachidya zvekudya zvavanoshandira.+

13 Asi imi hama, musaneta pakuita zvakanaka. 14 Asi kana paine asingateereri mashoko edu ari mutsamba ino, rambai makamuisa mucherechedzo uye musawadzana naye,+ kuti anyare. 15 Asi panzvimbo pekumuona semuvengi, rambai muchimurayira+ sehama.

16 Ishe werugare ngaakupei rugare nguva dzese pazvinhu zvese.+ Ishe ngaave nemi mese.

17 Iyi ndiyo kwaziso yangu ini Pauro, yandanyora neruoko rwangu,+ chiratidzo chetsamba dzangu dzese; aya ndiwo manyorero andinoita.

18 Nyasha dzaShe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi mese.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe