RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Chido chaPauro chekuuya nemufaro (1-4)

      • Mutadzi anoregererwa uye anodzorerwa (5-11)

      • Pauro anosvika kuTroasi nekuMakedhoniya (12, 13)

      • Ushumiri, kufamba mumudungwe sevanhu vakunda (14-17)

        • Hatitengesi shoko raMwari (17)

2 VaKorinde 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 7:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tarira Kuna Jehovha Nokuda Kwenyaradzo

    w96 11/1 p. 11 ndim. 18

2 VaKorinde 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 5:1

2 VaKorinde 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungano Inotevedzera Sei Maonero Anoita Jehovha Vatadzi?

    w24.08 p. 17 ndim. 7

2 VaKorinde 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 15:23, 24
  • +VaH 12:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungano Inotevedzera Sei Maonero Anoita Jehovha Vatadzi?

    w24.08 p. 17 ndim. 7-11

    Ramba Uchivaka Ungano

    w10 6/15 p. 13

    Tevedzera Ngoni dzaJehovha

    w98 10/1 pp. 17-18 ndim. 17-19

2 VaKorinde 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ngatirangarirane Uye Ngatikurudzirane

    w13 8/15 p. 20 ndim. 8

    Tevedzera Ngoni dzaJehovha

    w98 10/1 p. 17

    Kanganwiro yaMwari Yakakwana Zvakadini?

    g93 12/8 p. 30

2 VaKorinde 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rwisanai Nasatani, uye Iye Achakutizai!

    w06 1/15 p. 29

2 VaKorinde 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “manomano.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 22:31; 2Ti 2:26
  • +VaE 6:11, 12; 1Pe 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nyatsobvuma Kuti Jehovha Akakuregerera

    w25.08 p. 15

    Rwisanai Nasatani, uye Iye Achakutizai!

    w06 1/15 p. 29

    Nguva Dzose Bvuma Kurangwa naJehovha

    w06 11/15 p. 27 ndim. 5

    Unogona Kuramba Wakatendeka Here?

    w02 8/15 pp. 26-28

    Tevedzera Ngoni dzaJehovha

    w98 10/1 p. 18 ndim. 18-19

2 VaKorinde 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 16:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndakachena Paropa Revanhu Vese”

    bt chits. 21 ndim. 5

    Tito—“Anoshanda Pamwe Neni Nokuda Kwezvinhu Zvine Chokuita Nemi”

    w98 11/15 p. 30

2 VaKorinde 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:3; Tit 1:4
  • +2VaK 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndakachena Paropa Revanhu Vese”

    bt chits. 21 ndim. 5

    Tito—“Anoshanda Pamwe Neni Nokuda Kwezvinhu Zvine Chokuita Nemi”

    w98 11/15 p. 30

2 VaKorinde 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Waizviziva Here?

    w10 8/1 p. 23

    “Shoko” raJehovha Ngarikuchengetedze

    w05 9/1 p. 31

    Kuparadzira Kunhuhwira Kwezivo yaMwari

    w90 7/15 pp. 10-15

    “Mukufora Kworukundo”

    w90 11/15 pp. 27-28

2 VaKorinde 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w25.08 p. 31 ndim. 3-4

    Waizviziva Here?

    w10 8/1 p. 23

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 28 ndim. 4

    “Shoko” raJehovha Ngarikuchengetedze

    w05 9/1 p. 31

    “Mukufora Kworukundo”

    w90 11/15 pp. 27-28

2 VaKorinde 2:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunhuhwirira kwerufu kunoguma.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 15:19; 2VaK 4:3; 1Pe 2:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Waizviziva Here?

    w10 8/1 p. 23

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 28 ndim. 4

    “Shoko” raJehovha Ngarikuchengetedze

    w05 9/1 p. 31

    Kuparadzira Kunhuhwira Kwezivo yaMwari

    w90 7/15 p. 12 ndim. 6-9

    “Mukufora Kworukundo”

    w90 11/15 pp. 27-28

2 VaKorinde 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hatisati Tiri Vatengesi veShoko raMwari

    w92 12/1 pp. 26-29

    Kuparadzira Kunhuhwira Kwezivo yaMwari

    w90 7/15 pp. 12-13 ndim. 10-11

    Iwe Uchati, “Ndiri Pano! Nditumei” Here?

    w87 10/15 p. 19 ndim. 14-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 2:42VaK 7:8, 9
2 VaK. 2:51VaK 5:1
2 VaK. 2:7Ru 15:23, 24
2 VaK. 2:7VaH 12:12
2 VaK. 2:8VaR 12:10
2 VaK. 2:11Ru 22:31; 2Ti 2:26
2 VaK. 2:11VaE 6:11, 12; 1Pe 5:8
2 VaK. 2:12Mab 16:8
2 VaK. 2:13VaG 2:3; Tit 1:4
2 VaK. 2:132VaK 7:5
2 VaK. 2:16Joh 15:19; 2VaK 4:3; 1Pe 2:7, 8
2 VaK. 2:172VaK 4:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 2:1-17

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

2 Nekuti ndasarudza kuti ndirege kuuya zvakare kwamuri ndakasuruvara. 2 Nekuti kana ndikakusuruvarisai, ndiani achazoita kuti ndifare kunze kwenyu imi vacho vandinenge ndasuruvarisa? 3 Ndakanyora zvandakaita, kuti pandinouya ndirege kusuruvariswa nevaya vanofanira kuita kuti ndifare, nekuti ndine chivimbo chekuti chinhu chinoita kuti ndifare, chinoitawo kuti imi mese mufare. 4 Nekuti ndakakunyorerai ndichitambudzika chaizvo uye ndichirwadziwa mumwoyo, ndiine misodzi mizhinji, kwete kuti ndikusuruvarisei,+ asi kuti muzive madiro andinokuitai.

5 Kana paine munhu akaita kuti pave nekusuruvara,+ haana kusuruvarisa ini chete, asi zvinoita sekuti akasuruvarisa imi mese, ndisingadi hangu kushandisa mashoko anorwadza. 6 Kutsiurwa ikoko kwaakaitwa nevakawanda kwakakwanira munhu akadaro; 7 asi iye zvino mava kutofanira kumunzwira tsitsi momuregerera uye momunyaradza,+ kuitira kuti asakurirwa nekunyanya kusuruvara.+ 8 Saka ndinokukurudzirai kuti mumuratidze kuti munomuda.+ 9 Nekuti izvi ndizvo zvakaitawo kuti ndikunyorerei tsamba: kuti ndione kana muchizoratidza kuti munoteerera pazvinhu zvese. 10 Kana mukaregerera mumwe munhu pane imwe nyaya, ndinoitawo saizvozvo. Ndingatoti zvese zvandakaregerera (kana paine zvandakaregerera) ndakazviitira imi pamberi paKristu, 11 kuti tirege kunyengerwa naSatani,+ nekuti mazano* ake tinoaziva.+

12 Pandakasvika muTroasi+ kuti ndizivise mashoko akanaka pamusoro paKristu uye pandakazarurirwa suo munaShe, 13 ndakashaya zororo mumwoyo mangu nekuti handina kuwana Tito+ hama yangu. Saka ndakavaoneka, ndikaenda kuMakedhoniya.+

14 Asi tinotenda Mwari uyo anogara achititungamirira tichifamba mumudungwe sevanhu vakunda tiina Kristu, uye kuburikidza nesu anoita kuti kunhuhwirira kwekumuziva kunzwike kwese kwese! 15 Nekuti kuna Mwari tiri kunhuhwirira kwakanaka kwaKristu pakati pevaya vari kuponeswa uye pakati pevaya vari kuparara; 16 kune vari kuparara, tiri kunhuhwa kwerufu kunoguma* nerufu,+ kune vari kuponeswa, tiri kunhuhwirira kweupenyu kunoguma neupenyu. Saka ndiani akanyatsokodzera kuita basa iri? 17 Ndisu, nekuti hatitengesi shoko raMwari+ sezvinoitwa nevakawanda, asi tinotaura nemwoyo wese sevanhu vakatumwa naMwari, tichizviita pamberi paMwari, tiri pamwe naKristu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe