RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Kukurudzira kwekupedzisira uye kwaziso yekupedzisira (1-25)

        • Musakanganwa kugamuchira vaenzi zvakanaka (2)

        • Wanano ngaikudzwe (4)

        • Teererai vaya vari kukutungamirirai (7, 17)

        • Ipai chibayiro chekurumbidza (15, 16)

VaHebheru 13:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:9; 1Pe 1:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mirira Guta Richaramba Riripo

    w25.05 pp. 18-19

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 pp. 8-9 ndim. 4-10

    Rugwaro Rwegore Rwa2016

    yb16 pp. 2-3

    Rudo Rwenyu Rwehama Ngarupfuurire!

    w97 8/1 pp. 14-19

    Jehovha Ndiye Mubetseri Wangu

    w89 12/15 pp. 16-17 ndim. 5-8

VaHebheru 13:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kubata zvakanaka vanhu vamusingazivi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:13; 1Ti 3:2
  • +Ge 18:2, 3; 19:1-3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mirira Guta Richaramba Riripo

    w25.05 pp. 18-19

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 pp. 9-10 ndim. 11-12

    “Musakanganwa Kugamuchira Vaeni Zvakanaka”

    w16.10 pp. 8-12

    Mwari Anoda Kuti Tive Nemutsa

    w12 9/1 pp. 18-19

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

    “Teverai Nzira Yomutsa”

    w96 10/1 pp. 11-12 ndim. 11-13

    Jehovha Ndiye Mubetseri Wangu

    w89 12/15 p. 17 ndim. 9

VaHebheru 13:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “vakasungwa; vari muzvisungo.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “sekunge muri kutambura pamwe navo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 4:18
  • +VaR 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 p. 10 ndim. 13-14

    Onesiforo—Munyaradzi Aiva Noushingi

    w97 11/15 p. 29

    Jehovha Ndiye Mubetseri Wangu

    w89 12/15 pp. 17-18 ndim. 11-13

VaHebheru 13:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:16, 20; Mt 5:28
  • +Zvi 6:32; 1VaK 6:9, 10, 18; VaG 5:19, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvebonde?

    lff chidzidzo 41 pfungwa 1-5

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 1-7

    Bhaibheri Rinotii Nezvewanano?

    ijwbq nyaya 184

    Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

    w18.12 p. 10 ndim. 2

    Upenyu Pashure Pezuva Remuchato

    lvs chits. 11 ndim. 5-19

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 p. 10 ndim. 15

    “Kuroorana Ngakukudzwe”

    lv chits. 11

    Kuroorana

    rs p. 143 ndim. 5

    Nei Tichifanira Kuona Kuroorana Sechinhu Chinokudzwa?

    g04 5/8 p. 28

    Muchato Wenyu Unogona Kununurwa!

    g01 1/8 p. 10

    Chikonzero Nei Kurarama Upenyu Hwoumwari Kuchiunza Mufarwa

    kl chits. 13

    “Roorano Ngaikudzwe Pakati Pavose”

    w93 2/15 pp. 12-17

    Mai Vanoberekera Vamwe Mwana ndokwemaKristu Here?

    g93 3/8 pp. 12-13

    Kukwanisa Utsvene Mukutya Mwari

    w89 6/1 p. 13

    Jehovha Ndiye Mubetseri Wangu

    w89 12/15 pp. 18-19

    Chatanuro—Chii Chinotaura Bhaibheri Chaizvoizvo?

    w88 5/15 p. 6

    Kurangarira Kwako Vatano—Kunoita Mutsaukanoi?

    tp chits. 13

VaHebheru 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:10
  • +Zvi 30:8, 9; 1Ti 6:8
  • +Dhe 31:6, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvaungaita Kuti Ugutsikane Kana Zvinhu Zvakaoma Panyaya Dzemari

    w26.11 pp. 26-27

    Mirira Guta Richaramba Riripo

    w25.05 p. 15 ndim. 6

    “Handizokusiyi Uye Handizokurasi”!

    w24.02 pp. 2-7

    Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

    w24.09 p. 11 ndim. 13

    Gutsikana Nezvinenge Zviripo

    mwb23.11 p. 7

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37 pfungwa 2-5

    Zvaungaita Kuti Uve Munhu Anogutsikana

    g21 nha. 1 p. 8

    Shinga—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako

    w20.11 p. 12

    Mari Ndiyo Mudzi Wezvinhu Zvese Zvakaipa Here?

    ijwbq nyaya 166

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 p. 10 ndim. 16

    Kuona Mari Neziso Rakanaka

    g 11/15 p. 8

    Iva Akashinga Kwazvo​—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako!

    w14 4/15 p. 26 ndim. 19-20

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 p. 29

    Jehovha Haambokusiyi

    w05 10/15 pp. 8-11

    Simbisa Chivimbo Chako Muna Jehovha

    w01 6/1 p. 8

    Tinofanira Kuvimba naJehovha

    w98 8/15 pp. 10-11 ndim. 1-5

    Iva Nechokwadi Chokuisa Zvinhu Zvokutanga Pakutanga!

    w98 9/1 pp. 20-21

    Jehovha Ndiye Mubetseri Wangu

    w89 12/15 pp. 19-20

VaHebheru 13:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 118:6; Dha 3:17; Ru 12:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubatsirwa Kwatinoitwa naJehovha Kuti Titsungirire Tichifara

    w22.11 p. 8 ndim. 1-2

    Unogona Kutsungirira Kana Vanhu Vachikutambudza

    lff chidzidzo 59 pfungwa 2

    Shinga—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako

    w20.11 pp. 12-17 ndim. 1-20

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 p. 10 ndim. 17

    Simbisa Chivimbo Chako Muna Jehovha

    w01 6/1 p. 8

    Jehovha Ndiye Mubetseri Wangu

    w89 12/15 pp. 15-20 ndim. 1-20

VaHebheru 13:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:17; VaH 13:17
  • +1VaK 11:1; 2VaT 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Yeukai Vaya Vari Kukutungamirirai”

    od chits. 3

    Ndiani Ari Kutungamirira Vanhu vaMwari Mazuva Ano?

    w17.02 p. 28

    “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

    w16.01 p. 11 ndim. 18

    Kuzviisa Pasi Pevafudzi Vane Rudo Tichizvininipisa

    w07 4/1 p. 28 ndim. 7-11

    Kristu Anotungamirira Ungano Yake

    w02 3/15 pp. 17-18 ndim. 15-19

    Kutenda kwechiKristu Kuchaedzwa

    w98 5/15 p. 11 ndim. 9-10

    Vara Rokutenda Kwako—Rinoedzwa Zvino

    w98 5/15 p. 18 ndim. 9

    Vafudzi Namakwai Muubati Ushe hwaMwari

    w94 1/15 p. 20 ndim. 20

    Teererai Avo Vanotungamirira

    w89 9/15 p. 21 ndim. 4-5

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 21

VaHebheru 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 pp. 21-22 ndim. 7-8

VaHebheru 13:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, mitemo pamusoro pezvekudya.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:17; 1VaK 8:8; VaK 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 22 ndim. 8-10

VaHebheru 13:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:13; 10:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Atari—Ine Nzvimbo Yei Mukunamata?

    w03 2/15 pp. 29-30

    Tembere yaJehovha Huru Yomudzimu

    w96 7/1 p. 14 ndim. 5

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 22 ndim. 11

VaHebheru 13:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 pp. 22-23 ndim. 11-12

VaHebheru 13:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 19:17
  • +VaH 9:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 22 ndim. 12

VaHebheru 13:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:3; 2VaK 12:10; 1Pe 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 22 ndim. 12

VaHebheru 13:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:10; 12:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mirira Guta Richaramba Riripo

    w25.05 pp. 14-19

    Ucharamba Uchifamba Muzvokwadi Here?

    w90 9/1 pp. 30-31

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 22 ndim. 12

VaHebheru 13:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 7:12; Pis 50:14, 23
  • +Pis 69:30, 31; Ho 14:2
  • +VaR 10:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupa Zvibayiro Zvinofadza Mwari

    w07 4/1 p. 20

    “Zivisai Izvi, Pakati Pemamwe Marudzi”

    jd chits. 13 ndim. 5-22

    Jehovha Anoona Zvaunoita Here?

    w03 5/1 pp. 28-29

    “Zviratidzei Kuti Munoonga”

    w03 12/1 p. 17

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 pp. 20-21

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 58—VaHebheru

    si p. 247 ndim. 22

    Rumbidza Jehovha Nguva Dzose

    km 10/95 p. 1 ndim. 1

    Kubatira Jehovha Nomudzimu Wokuzvibaira

    w93 6/1 p. 11 ndim. 14

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 pp. 20-24 ndim. 1-14

VaHebheru 13:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:13
  • +VaF 4:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupa Jehovha Zvibayiro Zvomweya Wose

    w12 1/15 p. 23 ndim. 9

    Pane Munhu Anogona Kunyatsochinja Nyika Here?

    w05 11/1 p. 7

    Ita Zvakanaka uye Goverana Nevamwe

    km 4/05 p. 1

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 pp. 23-24 ndim. 13-14

VaHebheru 13:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vari kuchengetedza mweya yenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:12
  • +VaE 5:21; 1Pe 5:5
  • +Mab 20:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mirira Guta Richaramba Riripo

    w25.05 pp. 16-18

    Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

    w24.09 p. 10 ndim. 10

    “Unoda Kuteerera” Here?

    w23.10 p. 10

    Marongerwo Akaitwa Ungano

    lff chidzidzo 20 pfungwa 5-6

    Nei Tichifanira Kuremekedza Vane Masimba?

    lv chits. 4

    Teererai Vafudzi Vakagadzwa naJehovha

    w13 11/15 pp. 21-25

    Remekedzai “Vaya Vari Kushanda Nesimba Pakati Penyu”

    w11 6/15 p. 25 ndim. 8

    Kuvimbika Kuna Kristu Nomuranda Wake Akatendeka

    w07 4/1 p. 24 ndim. 11

    Kuzviisa Pasi Pevafudzi Vane Rudo Tichizvininipisa

    w07 4/1 pp. 28-30 ndim. 7-14

    Kristu Anotungamirira Ungano Yake

    w02 3/15 pp. 15-17

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 p. 20

    Kuonga “Zvipo Zviri Varume”

    w99 6/1 pp. 17-18 ndim. 11-13

    Vara Rokutenda Kwako—Rinoedzwa Zvino

    w98 5/15 p. 18 ndim. 9

    Kufudza Nounyoro Makwai Anokosha aJehovha

    w93 7/15 p. 25

    Shandisa Nokuchenjera Rusununguko Rwako rwechiKristu

    w92 6/1 p. 17 ndim. 12

    Vakuru, Tongai Nokururama

    w92 7/1 p. 15

    Teererai Avo Vanotungamirira

    w89 9/15 pp. 21-22 ndim. 7-9

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 24 ndim. 15-16

    MaKristu—Akasimba Bva Akapfava

    w88 9/15 p. 29

    Kuremekedza Chiremera Kunodikanwa Nokuda Kwokurarama Kunorugare

    tp chits. 12 ndim. 22-23

VaHebheru 13:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “yakanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ane Mwoyo Wakachenjera” Asi Anozvininipisa

    cl chits. 20 ndim. 20

    Iva Munhu Akatendeseka Pazvinhu Zvese

    lff chidzidzo 36

    Zvaungaita Kuti Uve Munhu Anogutsikana

    g21 nha. 1 p. 8

    Kutendeseka Kwakanakirei?

    wp16 nha. 1 pp. 6-7

    Wakatendeka Muzvinhu Zvose Here?

    w05 7/15 pp. 28-29

    Hana Yakatendeseka

    w04 2/1 p. 32

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 24 ndim. 17-18

    Kutendeseka Kunorevei?

    w88 2/15 p. 4

VaHebheru 13:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ane Mwoyo Wakachenjera” Asi Anozvininipisa

    cl chits. 20 ndim. 20

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 24 ndim. 17-18

VaHebheru 13:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 5

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 22-23

    Jehovha Anopa Mbiri Kuvanakomana Vakawanda

    w98 2/15 p. 16 ndim. 14

    Unoyeuka Here?

    w98 4/15 p. 31

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 24 ndim. 19

    Sungano Itsva yaMwari Yosvika Zadziko Yayo

    ws chits. 12

VaHebheru 13:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 24 ndim. 19

VaHebheru 13:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 25 ndim. 20

VaHebheru 13:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 25 ndim. 20

VaHebheru 13:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 27:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 25 ndim. 20

VaHebheru 13:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 25 ndim. 20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 13:11VaT 4:9; 1Pe 1:22
VaH. 13:2VaR 12:13; 1Ti 3:2
VaH. 13:2Ge 18:2, 3; 19:1-3
VaH. 13:3VaK 4:18
VaH. 13:3VaR 12:15
VaH. 13:4Zvi 5:16, 20; Mt 5:28
VaH. 13:4Zvi 6:32; 1VaK 6:9, 10, 18; VaG 5:19, 21
VaH. 13:51Ti 6:10
VaH. 13:5Zvi 30:8, 9; 1Ti 6:8
VaH. 13:5Dhe 31:6, 8
VaH. 13:6Pis 118:6; Dha 3:17; Ru 12:4
VaH. 13:71Ti 5:17; VaH 13:17
VaH. 13:71VaK 11:1; 2VaT 3:7
VaH. 13:9VaR 14:17; 1VaK 8:8; VaK 2:16
VaH. 13:101VaK 9:13; 10:18
VaH. 13:11Re 16:27
VaH. 13:12Joh 19:17
VaH. 13:12VaH 9:13, 14
VaH. 13:13VaR 15:3; 2VaK 12:10; 1Pe 4:14
VaH. 13:14VaH 11:10; 12:22
VaH. 13:15Re 7:12; Pis 50:14, 23
VaH. 13:15Pis 69:30, 31; Ho 14:2
VaH. 13:15VaR 10:9
VaH. 13:16VaR 12:13
VaH. 13:16VaF 4:18
VaH. 13:171VaT 5:12
VaH. 13:17VaE 5:21; 1Pe 5:5
VaH. 13:17Mab 20:28
VaH. 13:182VaK 1:12
VaH. 13:201Pe 5:4
VaH. 13:24Mab 27:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 13:1-25

Tsamba kuvaHebheru

13 Rambai muchidanana sehama.+ 2 Musakanganwa kugamuchira vaenzi zvakanaka,*+ nekuti vamwe vakaita saizvozvo vakagamuchira ngirozi vasingazivi.+ 3 Rambai muchifunga vaya vari mumajeri*+ sekunge makasungwa pamwe chete navo,+ nevaya vari kubatwa zvakaipa, sezvo nemiwo muchiri mumuviri wenyama.* 4 Wanano ngaikudzwe nevanhu vese, uye mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nekuti Mwari achatonga vese vanoita zveupombwe,* vangava vari muwanano kana kuti vasiri.+ 5 Mararamiro enyu ngaarege kuva ekuda mari,+ uye gutsikanai nezvinenge zviripo.+ Nekuti iye akati: “Handizokusiyi, uye handizokurasi.”+ 6 Kuti tive vakanyatsoshinga tichiti: “Jehovha* ndiye mubatsiri wangu; handizotyi. Munhu angandiitei?”+

7 Yeukai vaya vari kukutungamirirai,+ vakakutaurirai shoko raMwari, uye pamunocherechedza zvakanaka zvinobva pakuzvibata kwavo, tevedzerai kutenda kwavo.+

8 Jesu Kristu anogara akadaro zuro nanhasi, uye nekusingaperi.

9 Musatsauswa nedzidziso dzakasiyana-siyana uye dzisinganzwisisiki, nekuti zviri nani kuti mwoyo usimbiswe nenyasha pane zvekudya,* izvo zvisingabatsiri vaya vanonyanya kuzvikoshesa.+

10 Tine atari iyo vaya vanoita basa dzvene patende vasina simba rekudyira pairi.+ 11 Nekuti mitumbi yemhuka dziya dzine ropa rinopinzwa munzvimbo tsvene nemupristi mukuru panoitwa chibayiro chechivi, inopisirwa kunze kwemusasa.+ 12 Saka Jesu akatamburawo ari kunze kwegedhi reguta,+ kuti atsvenese vanhu neropa rake.+ 13 Saka ngatiendei kwaari kunze kwemusasa, takatakura kuzvidzwa kwaakatakura,+ 14 nekuti pano hatina guta richiripo, asi tiri kutsvaga nemwoyo wese riya richauya.+ 15 Kuburikidza naye ngatigarei tichipa Mwari chibayiro chekurumbidza,+ chinova ndicho chibereko chemiromo+ yedu inozivisa pachena zita rake.+ 16 Zvakare, musakanganwa kuita zvakanaka uye kupawo vamwe zvamuinazvo,+ nekuti Mwari anofadzwa kwazvo nezvibayiro zvakadaro.+

17 Teererai vaya vari kukutungamirirai,+ uye zviisei pasi pavo,+ nekuti vari kukuchengetedzai* sevanhu vachazozvidavirira,+ kuti vaite izvi nemufaro kwete vachirwadziwa, nekuti izvi zvingakukuvadzai.

18 Rambai muchitinyengeterera, nekuti tinovimba kuti tine hana yakatendeseka,* sezvo tichida kuva vakatendeseka pazvinhu zvese zvatinoita.+ 19 Asi chandiri kunyanya kukukurudzirai ndechekuti munyengeterere kuti ndikurumidze kudzoka kwamuri.

20 Mwari werugare, uyo akamutsa mufudzi mukuru+ wemakwai kubva kuvakafa, Ishe wedu Jesu, neropa resungano isingaperi, 21 ngaakupei zvese zvakanaka zvamunoda kuti muite kuda kwake, achiita matiri zvinomufadza kuburikidza naJesu Kristu; kukudzwa ngakuve kwaari nariini nariini. Ameni.

22 Ndinokukurudzirai hama, kuti munyatsoteerera panoverengwa shoko iri rinokurudzira, nekuti ndakunyorerai tsamba pfupi. 23 Ndinoda kuti muzive kuti hama yedu Timoti yakasunungurwa. Kana akakurumidza kuuya, ndichauya naye pandinouya kuzokuonai.

24 Ndikwazisireiwo vese vari kukutungamirirai nevatsvene vese. Vaya vari muItari+ vari kukukwazisai.

25 Nyasha dzaMwari ngadzive nemi mese.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe