RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEzekieri

      • Varume 6 vanouraya; uye murume ane nyanga yeingi (1-11)

        • Kutonga kuchatangira panzvimbo tsvene (6)

Ezekieri 9:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 1-2

Ezekieri 9:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mudziyo wekuisira ingi wemunyori.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:2; Eze 8:3
  • +2Mak 4:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 4-11

    Pfupiso Yezvakagadziridzwa

    rr p. 238

    Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?

    mwb17.06 p. 6

    Teerera—Nharirire yaJehovha Inotaura!

    w88 9/15 p. 14 ndim. 17

Ezekieri 9:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, pamusuo panotsikwa nevanhu kana vachipinda mumba.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 3:23; 8:3, 4; 11:22
  • +Eze 10:4

Ezekieri 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:53; 2Pe 2:7, 8
  • +Eze 5:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 5-18

    Kuchema Nekugomera, Kuisa Chiratidzo, Kuputsa—Zvichaitika Riini Uye Zvichaitika Sei?

    rr p. 179

    Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?

    mwb17.06 p. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w16.06 pp. 16-17

    Ushumiri Hwepaimba Neimba—Nei Huchikosha Iye Zvino?

    w08 7/15 pp. 5-6

    Boka Guru Pamberi Pechigaro choUmambo chaJehovha

    wt chits. 13 ndim. 10

    Boka Guru Richagara Mudenga Here? Kana Kuti Pasi Pano?

    jv chits. 12

    Kuite Vavariro Yako Kubatira Mwari Nokusingaperi

    kl chits. 18

    Teerera—Nharirire yaJehovha Inotaura!

    w88 9/15 p. 14 ndim. 17-18

    Vapukunyuki Vachava Vanaani?

    tp chits. 8 ndim. 14-16

    Kurangarira Kwako Vatano—Kunoita Mutsaukanoi?

    tp chits. 13 ndim. 23

Ezekieri 9:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:26, 27; Eze 7:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 7-19

Ezekieri 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:17
  • +Eks 12:23; Jos 2:17-19; Zva 9:4
  • +2Mad 25:18, 21; Jer 25:29
  • +Eze 8:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 7-19

    Kuchema Nekugomera, Kuisa Chiratidzo, Kuputsa—Zvichaitika Riini Uye Zvichaitika Sei?

    rr p. 179

Ezekieri 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 2:21

Ezekieri 9:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:23; Eze 11:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 13

Ezekieri 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:14; Isa 1:4
  • +2Mad 21:16; Jer 2:34; Mt 23:30
  • +Eze 22:29
  • +Isa 29:15; Eze 8:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chiratidzo Pahuma Dzevanhu’

    rr chits. 16 ndim. 13

Ezekieri 9:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 5:11; 7:4

Ezekieri 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rambai Muchiparidzira Umambo

    w88 1/1 p. 29 ndim. 15-18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Ezek. 9:2Jer 20:2; Eze 8:3
Ezek. 9:22Mak 4:1
Ezek. 9:3Eze 3:23; 8:3, 4; 11:22
Ezek. 9:3Eze 10:4
Ezek. 9:4Pis 119:53; 2Pe 2:7, 8
Ezek. 9:4Eze 5:11
Ezek. 9:5Eks 32:26, 27; Eze 7:4
Ezek. 9:62Mak 36:17
Ezek. 9:6Eks 12:23; Jos 2:17-19; Zva 9:4
Ezek. 9:62Mad 25:18, 21; Jer 25:29
Ezek. 9:6Eze 8:11
Ezek. 9:7Mari 2:21
Ezek. 9:8Ge 18:23; Eze 11:13
Ezek. 9:92Mak 36:14; Isa 1:4
Ezek. 9:92Mad 21:16; Jer 2:34; Mt 23:30
Ezek. 9:9Eze 22:29
Ezek. 9:9Isa 29:15; Eze 8:12
Ezek. 9:10Eze 5:11; 7:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Ezekieri 9:1-11

Ezekieri

9 Akabva ashevedzera nenzwi guru ini ndichinzwa, achiti: “Shevedzai vaya vacharanga guta, mumwe nemumwe auye nechombo chake chekuparadza muruoko rwake!”

2 Ndakaona varume 6 vachibva nechekugedhi rekumusoro+ rakatarisa kuchamhembe, mumwe nemumwe akabata chombo chekuputsa nacho; uye pakati pavo paiva nemumwe murume akanga akapfeka nguo yejira, aine nyanga yeingi yemunyori* muchiuno make, uye vakapinda, vakamira pedyo neatari yemhangura.+

3 Kubwinya kwaMwari waIsraeri+ kwakabva kwasimuka pamusoro pemakerubhi pakwakanga kuri, kukaenda pachidimbati* chepasuo reimba yacho,+ uye akatanga kushevedzera kumurume akanga akapfeka nguo yejira, aiva nenyanga yeingi yemunyori muchiuno make. 4 Jehovha akati kwaari: “Pfuura nemuguta, imo muJerusarema, uise chiratidzo pahuma dzevanhu vari kuchema nekugomera+ pamusoro pezvinhu zvese zvinosemesa zviri kuitwa muguta.”+

5 Uye akati kune vamwe ini ndichinzwa: “Pfuurai nemuguta muchimutevera, muuraye. Ziso renyu ngarirege kunzwa urombo, uye musambonzwa tsitsi.+ 6 Munofanira kuuraya vese, harahwa, jaya, mhandara, mwana mudiki, nevakadzi.+ Asi musaswedera pedyo nemunhu wese ane chiratidzo.+ Munofanira kutangira panzvimbo yangu tsvene.”+ Saka vakatanga nevakuru vaiva pamberi peimba yacho.+ 7 Akabva ati kwavari: “Svibisai imba yacho, muzadze zvivanze nevanenge vaurayiwa!+ Endai!” Saka vakaenda vakauraya vanhu muguta.

8 Pavakanga vachivauraya, ini ndega ndini ndakasiyiwa, uye ndakapfugama, ndikadzikisa musoro wangu, ndikashevedzera ndichiti: “Maiwee, Changamire Ishe Jehovha! Pamuri kudurura hasha dzenyu paJerusarema muchaparadza vaIsraeri vese vakasara here?”+

9 Saka akati kwandiri: “Kukanganisa kweimba yaIsraeri neyaJudha kwakakura zvisingaiti.+ Nyika yazadzwa nekudeura ropa,+ uye guta razara neuori.+ Nekuti vari kuti, ‘Jehovha abva munyika, uye Jehovha haasi kuona.’+ 10 Asi ini, ziso rangu harizonzwi urombo; uye handizonzwi tsitsi.+ Ndichaunza pamisoro yavo zvinoenderana nezvavakaita.”

11 Ndakabva ndaona murume uya akanga akapfeka nguo yejira aine nyanga yeingi muchiuno make achidzoka neshoko rekuti: “Ndaita zvese zvamandirayira.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe