RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Ndiro nomwe dzekutsamwa kwaMwari (1-21)

        • Dzinodururwa panyika (2), mugungwa (3), munzizi nemuzvitubu (4-7), pazuva (8, 9), pachigaro chechikara (10, 11), muna Yufratesi (12-16), uye mumhepo (17-21)

        • Hondo yaMwari kuAmagedhoni (14, 16)

Zvakazarurwa 16:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:17
  • +Pis 69:24; Zef 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mabasa aJehovha—Makuru Uye Anoshamisa

    re chits. 31 ndim. 19

Zvakazarurwa 16:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:7
  • +Zva 13:16, 18
  • +Zva 13:15; 19:20
  • +Eks 9:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 2-4

Zvakazarurwa 16:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uye mweya mipenyu yese yakafa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:8
  • +Eks 7:20
  • +Isa 57:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 5

Zvakazarurwa 16:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:10
  • +Eks 7:20; Pis 78:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 6-9

Zvakazarurwa 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:4
  • +Pis 145:17; Zva 15:4
  • +Dhe 32:4; Pis 119:137

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndimi Mega Makavimbika”

    cl chits. 28 ndim. 18-19

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 6-10

Zvakazarurwa 16:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 79:3
  • +Isa 49:26
  • +Zva 18:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 6-10

Zvakazarurwa 16:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:3
  • +Pis 19:9; 119:137; Zva 19:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 6-10

Zvakazarurwa 16:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 11-13

Zvakazarurwa 16:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 11-14

Zvakazarurwa 16:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 10:21; Isa 8:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 15-18

Zvakazarurwa 16:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 17-19

Zvakazarurwa 16:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:13, 14
  • +Jer 50:38
  • +Isa 44:27, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!

    w22.07 p. 5 ndim. 15

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 p. 17 ndim. 16

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 20-23

    Guta Guru Rinoparadzanywa

    re chits. 36 ndim. 9-10

    Madzimambo Anorwisana Anosvika Pedyo Nomugumo Wawo

    dp chits. 16 ndim. 23

    Chikamu 22: 1900 kuchipfuurira—Rudzidziso Rwenhema Rwakurirwa Nenguva Yarwo Yakapfuura!

    g91 3/8 pp. 11-14

    Nzwisiso Panhau

    w90 9/15 p. 29

Zvakazarurwa 16:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mweya mitatu isina kuchena.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 10 ndim. 11

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 4 ndim. 6

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 25-26

    “Muchinda woRugare” Anangana neArmagedhoni

    ws chits. 2

Zvakazarurwa 16:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:11, 13
  • +Zva 19:19
  • +Isa 13:6; Jer 25:33; Eze 30:3; Joe 1:15; 2:1, 11; Zef 1:15; 2Pe 3:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hondo yeAmagedhoni Ichatangira Munyika yeIsrael Here?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 94 ndim. 2-4

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 10 ndim. 11

    Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

    w19.09 pp. 8-9

    Zviri Mukati

    w15 11/1 p. 2

    Chii chinonzi Amagedhoni?

    w11 9/1 p. 10

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 4 ndim. 6

    Amagedhoni

    rs p. 27-p. 32 ndim. 2

    Hondo yeAmagedhoni Icharwirwa Kupi?

    w08 4/1 p. 31

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 2/1 p. 31

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 25-26

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 23

    Amagedhoni—Mavambo Anofadza

    w05 12/1 p. 4

    Kukura Muzivo Yakarurama Yezvokwadi

    jv chits. 10

    “Muchinda woRugare” Anangana neArmagedhoni

    ws chits. 2

Zvakazarurwa 16:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:2; 2Pe 3:10
  • +Ru 21:36
  • +Zva 3:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 27-30

    Kuita Kuti Tirambe Tichizivikanwa sevaKristu

    w05 2/15 pp. 17-22

    Iva Akagadzirira Zuva raJehovha

    w03 12/15 p. 21

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 p. 18 ndim. 14-15

    Vanofara Ndeavo Vanoramba Vakamuka!

    w97 3/1 pp. 14-19

    Zviono Zvinofadza Zvinosimbisa Kutenda

    w91 5/1 p. 21

Zvakazarurwa 16:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti Har Ma·ge·don′, kubva pashoko rechiHebheru rinoreva kuti “Gomo reMegidho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 35:22; Zek 12:11; Zva 19:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hondo yeAmagedhoni Ichatangira Munyika yeIsrael Here?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 94 ndim. 2-4

    Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

    w19.09 pp. 8-9

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1948

    Chii Chinonzi Hondo yeAmagedhoni?

    ijwbq nyaya 85

    Chokwadi nezveAmagedhoni

    w12 2/1 pp. 5-6

    Chii chinonzi Amagedhoni?

    w11 9/1 p. 10

    Amagedhoni

    rs p. 27-p. 32 ndim. 2

    Hondo yeAmagedhoni Icharwirwa Kupi?

    w08 4/1 p. 31

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 2/1 p. 31

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 31-32

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 23

    Amagedhoni—Mavambo Anofadza

    w05 12/1 p. 4

    Unofanira Kutya Amagedhoni Here?

    g05.10 pp. 30-31

    Kukura Muzivo Yakarurama Yezvokwadi

    jv chits. 10

    Tsvaka Rugare Rwechokwadi Ndokurwuronda!

    w97 4/15 p. 17 ndim. 11-12

    Armagedhoni—Rini?

    w90 5/15 p. 6

    “Muchinda woRugare” Anangana neArmagedhoni

    ws chits. 2 ndim. 9-20

Zvakazarurwa 16:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 4 ndim. 1

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 34-36

Zvakazarurwa 16:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 38:19; Dha 12:1; VaH 12:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 37-38

Zvakazarurwa 16:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:18
  • +Zva 18:2
  • +Jer 25:15; Zva 15:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 37-38

Zvakazarurwa 16:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 6:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 37-38

Zvakazarurwa 16:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Tarenda rechiGiriki rainge rakaenzana nemakirogiramu 20,4. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:22, 23
  • +Eks 9:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani “Mambo Wekuchamhembe” Mazuva Ano?

    w20.05 pp. 15-16 ndim. 14-15

    Ramba Wakatendeka ‘Pakutambudzika Kukuru’

    w19.10 p. 16 ndim. 8-9

    B14-B Mari neUremu

    nwt p. 2051

    “Kuguma Kwazosvika Pauri”

    rr chits. 6 ndim. 11-12

    “Hasha Dzangu Dzichatutuma”

    rr chits. 18 ndim. 19

    “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”!

    w15 7/15 p. 16 ndim. 9

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 4 ndim. 7

    Ushumiri Hwepaimba Neimba—Nei Huchikosha Iye Zvino?

    w08 7/15 pp. 3-7

    Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa

    re chits. 32 ndim. 37-39

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 16:1Zva 16:17
Zvak. 16:1Pis 69:24; Zef 3:8
Zvak. 16:2Zva 8:7
Zvak. 16:2Zva 13:16, 18
Zvak. 16:2Zva 13:15; 19:20
Zvak. 16:2Eks 9:10
Zvak. 16:3Zva 8:8
Zvak. 16:3Eks 7:20
Zvak. 16:3Isa 57:20
Zvak. 16:4Zva 8:10
Zvak. 16:4Eks 7:20; Pis 78:44
Zvak. 16:5Zva 1:4
Zvak. 16:5Pis 145:17; Zva 15:4
Zvak. 16:5Dhe 32:4; Pis 119:137
Zvak. 16:6Pis 79:3
Zvak. 16:6Isa 49:26
Zvak. 16:6Zva 18:20
Zvak. 16:7Eks 6:3
Zvak. 16:7Pis 19:9; 119:137; Zva 19:1, 2
Zvak. 16:8Zva 8:12
Zvak. 16:10Eks 10:21; Isa 8:22
Zvak. 16:12Zva 9:13, 14
Zvak. 16:12Jer 50:38
Zvak. 16:12Isa 44:27, 28
Zvak. 16:13Zva 12:3
Zvak. 16:14Zva 13:11, 13
Zvak. 16:14Zva 19:19
Zvak. 16:14Isa 13:6; Jer 25:33; Eze 30:3; Joe 1:15; 2:1, 11; Zef 1:15; 2Pe 3:11, 12
Zvak. 16:151VaT 5:2; 2Pe 3:10
Zvak. 16:15Ru 21:36
Zvak. 16:15Zva 3:18
Zvak. 16:162Mak 35:22; Zek 12:11; Zva 19:19
Zvak. 16:17Zva 16:1
Zvak. 16:18Eze 38:19; Dha 12:1; VaH 12:26
Zvak. 16:19Zva 17:18
Zvak. 16:19Zva 18:2
Zvak. 16:19Jer 25:15; Zva 15:7
Zvak. 16:20Zva 6:14
Zvak. 16:21Job 38:22, 23
Zvak. 16:21Eks 9:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 16:1-21

Bhuku raZvakazarurwa

16 Zvino ndakanzwa inzwi guru richibva munzvimbo tsvene+ richiti kungirozi nomwe: “Endai munodururira ndiro nomwe dzekutsamwa kwaMwari panyika.”+

2 Yekutanga yakaenda ikadururira ndiro yayo panyika.+ Vanhu vaiva nechiratidzo chechikara+ uye vainamata mufananidzo wacho+ vakabva vaita maronda anorwadza uye akaipisisa.+

3 Yechipiri yakadururira ndiro yayo mugungwa.+ Gungwa rakabva rachinja rikaita seropa+ remunhu akafa, uye zvisikwa zvipenyu zvese zvakafa,* chokwadi zvese zvaiva mugungwa.+

4 Yechitatu yakadururira ndiro yayo munzizi nemuzvitubu zvemvura.+ Uye zvakava ropa.+ 5 Ndakanzwa ngirozi yaiva nesimba pamusoro pemvura ichiti: “Imi, iye aripo uye akanga aripo+ uye akavimbika,+ makarurama, nekuti mapa mitongo iyi,+ 6 nekuti vakadeura ropa revatsvene nerevaprofita,+ uye mavapa ropa kuti vanwe;+ izvozvo ndizvo zvakavakodzera.”+ 7 Uye ndakanzwa atari ichiti: “Ndizvozvo, Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mitongo yenyu ndeyechokwadi uye yakarurama.”+

8 Yechina yakadururira ndiro yayo pazuva,+ uye zuva rakabvumirwa kuti ripise vanhu semoto. 9 Vanhu vakatsva nekupisa kwacho kukuru, asi vakamhura zita raMwari uyo ane simba pamusoro pematambudziko aya, uye havana kupfidza zvivi zvavo kuti vamukudze.

10 Yechishanu yakadururira ndiro yayo pachigaro cheumambo chechikara. Umambo hwacho hwakabva hwaita rima,+ uye mumwe nemumwe akatanga kutsenga-tsenga rurimi rwake nemhaka yekurwadziwa kwavaiita, 11 asi vakamhura Mwari wekudenga nemhaka yekurwadziwa kwavaiita uye nemhaka yemaronda avo, uye havana kupfidza mabasa avo.

12 Yechitanhatu yakadururira ndiro yayo murwizi rukuru rwaYufratesi,+ mvura yarwo ikaoma+ kuti pave nenzira yemadzimambo+ ekumabvazuva.

13 Ndakabva ndaona kutaura kutatu kwakafemerwa, kusina kuchena,* kwakanga kwakafanana nematatya kuchibuda mukanwa medhiragoni+ nemechikara nememuprofita wenhema. 14 Kutaura kwacho kwakafemerwa nemadhimoni uye kunoita zviratidzo.+ Kunoenda kumadzimambo enyika yese kuti kuaunganidzire kuhondo+ yezuva guru raMwari Wemasimbaose.+

15 “Inzwa! Ndiri kuuya sembavha.+ Anofara uya anoramba akamuka,+ aine nguo dzake dzekunze, kuti arege kufamba asina kupfeka vanhu voona nyadzi dzake.”+

16 Uye kutaura kwacho kwakaaunganidza kunzvimbo inonzi Amagedhoni*+ muchiHebheru.

17 Yechinomwe yakadururira ndiro yayo mumhepo. Inzwi guru rakabva rabuda munzvimbo tsvene+ richibva pachigaro cheumambo, richiti: “Zvaitika!” 18 Pakabva pava nemheni nemabhanan’ana nemanzwi nekudengenyeka kwenyika kukuru kusati kwamboitika kubvira pakatanga kuva nevanhu panyika;+ kudengenyeka kwacho kwaiva nesimba zvikuru uye kwaisvika kure. 19 Guta guru+ rakatsemuka kuita zvikamu zvitatu, uye maguta emarudzi akaparara; uye Mwari akafunga nezveBhabhironi Guru+ kuti aripe kapu yewaini yekutsamwa kwake kukuru.+ 20 Uyewo zvitsuwa zvese zvakatiza, uye makomo akanyangarika.+ 21 Chimvuramabwe chikuru chaiva nemazigodo airema zvekuda kusvika tarenda* chakabva chatanga kurova vanhu chichibva kudenga,+ uye vanhu vakamhura Mwari nemhaka yedambudziko rechimvuramabwe,+ nekuti dambudziko racho rakanga rakakura kwazvo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe